1 Chronicles 7:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yaʋo nokwaʋakaŋga ʋagere ndiBeti‐eri nemisha yaro; nokumabvazuʋa, Naarani, nokumaʋirira Gezeri nemisha yaro; neShekemi nemisha yaro, kuȿikira paAza nemisha yaro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika dzavo nemisha yavo zvaisanganisira Bheteri nemisha yose yakaripoteredza, Naarani kumabvazuva, Gezeri nemisha yaro, kumavirira neShekemu nemisha yaro kuenda kunosvika kuAya nemisha yaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwavowo ivava namamana avo kwaiva kuBhetieri nemisha yoko tonanga kumabvazuva kuNaarani nokumadokero kuGezeru nemisha yoko kwouya Shikemu nemisha yaro neAya nemisha yaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yavo nokwavakanga vagere ndiBhetieri nemisha yaro; nokumabvazuva, Naarani, nokumavirira Gezeri nemisha yaro; neShekemu nemisha yaro, kusvikira paAza nemisha yaro;
Shona 2009?
Nyika yavo nokwavakanga vagere ndiBhetieri nemisha yaro; nokumabvazuva, Naarani, nokumavirira Gezeri nemisha yaro; neShekemu nemisha yaro, kusvikira paAza nemisha yaro;
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yavo nokwavakanga vagere ndiBhetieri nemisha yaro; nokumabvazuva, Naarani, nokumavirira Gezeri nemisha yaro; neShekemu nemisha yaro, kusvikira paAza nemisha yaro;