1 Chronicles 7:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokumiganhu yaʋana ʋaManase. Beti‐sheani nemisha yaro, neTaanaki nemisha yaro, neMegido nemisha yaro, neDori nemisha yaro. Ʋana ʋaJosefa mŋanakomana waIsraeri ʋakagara mumisha iyi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamiganhu yaManase paiva neBheti Shani, Taanaki, Megidho neDhori pamwe chete nemisha yawo. Zvizvarwa zvaJosefa mwanakomana waIsraeri zvaigara mumaguta aya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumuganhu nokwaManase kwaivawo neBhetisheani neBhetisheani nemisha yaro neTaanaki nemisha yaro neMigidho nemisha yaro neDhoni nemishawo yaro. Imomu umu ndimo maigara vezvizvarwa zvaJosefi mwanakomana waIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokumiganhu yavana vaManase. Bhetisheani nemisha yaro, neTaanaki nemisha yaro, neMegidho nemisha yaro, neDhori nemisha yaro. Vana vaJosefa mwanakomana waIsiraeri vakagara mumisha iyi.
Shona 2009?
nokumiganhu yavana vaManase. Bhetisheani nemisha yaro, neTaanaki nemisha yaro, neMegidho nemisha yaro, neDhori nemisha yaro. Vana vaJosefa mwanakomana waIsiraeri vakagara mumisha iyi.
Shona SUB 2002 Bible
nokumiganhu yavana vaManase. Bhetisheani nemisha yaro, neTaanaki nemisha yaro, neMegidho nemisha yaro, neDhori nemisha yaro. Vana vaJosefa mwanakomana waIsiraeri vakagara mumisha iyi.