1 Chronicles 7:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwaʋari, kumarudzi aʋo nokudzimba dzamadziɓaɓa aʋo, kwakaŋga kunamapoka ehondo dzokurwa aneɀuru ɀinamakumi matatu neɀitanhatu; nokuti ʋakaŋga ʋanaʋakadzi ʋazhinji naʋanakomana ʋazhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhoroondo yemhuri yavo, vakanga vaine varume zviuru makumi matatu nezvitanhatu vakanga vakagadzirira kurwa, nokuti vakanga vaine vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamwechete naivava ava chizvarwa nechizvarwa imba nemba paivawo nezvikwata zvavarwi vehondo zvina vanhu makumi matatu ezviuru ane zviuru zvitanhatu nokuti vaiva navakadzi navana vakomana vakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwavari, kumarudzi avo nokudzimba dzamadzibaba avo, kwakanga kuna mapoka ehondo dzokurwa ane zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; nokuti vakanga vana vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.
Shona 2009?
Kwavari, kumarudzi avo nokudzimba dzamadzibaba avo, kwakanga kuna mapoka ehondo dzokurwa ane zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; nokuti vakanga vana vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Kwavari, kumarudzi avo nokudzimba dzamadzibaba avo, kwakanga kuna mapoka ehondo dzokurwa ane zviuru zvina makumi matatu nezvitanhatu; nokuti vakanga vana vakadzi vazhinji navanakomana vazhinji.