1 Chronicles 7:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋose ʋaiʋa ʋana ʋaAsheri, ʋari ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋarume ʋakaŋga ʋakatsaurwa, ʋanesimba noʋumhare, ʋakuru ʋamacinda. Ʋakaʋereŋgwa namazita aʋo, iʋo ʋaigona kurwa, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀitanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose ava vaiva zvizvarwa zvaAsheri vakuru vemhuri yavo, varume vakanga vakasarudzika, varwi vakanga vakashinga uye vari vatungamiri vakasanangurika. Uwandu hwavarume vakanga vakagadzirira kurwa sezvazvakanyorwa munhoroondo yavo hwaiva zviuru makumi maviri nezvitanhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vose ivava vaiva vokwaAsheri vari vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo vachizikanwa ari magamba okurwa hondo, madzichangamire emachinda. Vanhu vakaverengwa pazvizvarwa zvavo vari vanhu vaigona kuenda kundorwa hondo vaisvika zviuru makumi maviri nezvitanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vose vaiva vana vaAsheri, vari vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vakanga vakatsaurwa, vane simba noumhare, vakuru vamachinda. Vakaverengwa namazita avo, ivo vaigona kurwa, vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvitanhatu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible