1 Chronicles 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋereŋgwa mazita aʋo namarudzi aʋo, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋarume ʋanesimba noʋumhare, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri namazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhoroondo yavo, vakuru vemhuri vakanyorwa uye vari varwi vaiva zviuru makumi maviri namazana maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyorwa kwavakaita sokuberekwa kwavo chizvarwa nechizvarwa vari vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo, magamba okurwa hondo aiva makumi maviri ezviuru ane mazana maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaverengwa mazita avo namarudzi avo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vane simba noumhare, vakasvika zviuru zvina makumi maviri namazana maviri.
Shona 2009?
Vakaverengwa mazita avo namarudzi avo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vane simba noumhare, vakasvika zviuru zvina makumi maviri namazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaverengwa mazita avo namarudzi avo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, varume vane simba noumhare, vakasvika zviuru zvina makumi maviri namazana maviri.