1 Chronicles 8:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Benjamini wakaɓereka mŋana wake weɗaŋgwe Bera, naAshberi wecipiri, naAhara wecitatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Benjamini aiva baba vaBhera dangwe rake, Ashibheri mwanakomana wechipiri, Ahara wechitatu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhenjamini ndibaba waBhera dangwe rake, wechipiri ndiAshibheri, wechitatu ndiAhara
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhenjamini akabereka mwana wake wedangwe Bhera, naAshibheri wechipiri, naAhara wechitatu;
Shona 2009?
Bhenjamini akabereka mwana wake wedangwe Bhera, naAshibheri wechipiri, naAhara wechitatu;
Shona SUB 2002 Bible
Bhenjamini akabereka mwana wake wedangwe Bhera, naAshibheri wechipiri, naAhara wechitatu;