1 Chronicles 8:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waJonatani wakaŋga ari Meribi‐baari; Meribi‐baari akaɓereka Mika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana waJonatani ainzi MeriBhaari uyo aiva baba vaMika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana waJonatani: ndiMeribhaari Meribhaari ndiye baba waMika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana waJonatani akanga ari Meribhibhaari; Meribhibhaari akabereka Mika.
Shona 2009?
Mwanakomana waJonatani akanga ari Meribhibhaari; Meribhibhaari akabereka Mika.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana waJonatani akanga ari Meribhibhaari; Meribhibhaari akabereka Mika.