1 Chronicles 8:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Moza akaɓereka Binea; Rafa waiʋa mŋanakomana wake, naEreasa mŋanakomana wake, naAzeri mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Moza aiva baba vaBhinea Rafa aiva mwanakomana wake, Ereasa mwanakomana wake naAzeri mwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Moza ndiye babawo waBhinea mwanakomana waBhinea ndiRafa waRafa ndiEreasa waEreasa ndiAzeru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Moza akabereka Bhinea; Rafa waiva mwanakomana wake, naEreasa mwanakomana wake, naAzeri mwanakomana wake.
Shona 2009?
Moza akabereka Bhinea; Rafa waiva mwanakomana wake, naEreasa mwanakomana wake, naAzeri mwanakomana wake.
Shona SUB 2002 Bible
Moza akabereka Bhinea; Rafa waiva mwanakomana wake, naEreasa mwanakomana wake, naAzeri mwanakomana wake.