1 Chronicles 8:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaEsheki munuŋuna wake: Urami mŋanakomana wake weɗaŋgwe, naJeuzi wecipiri, naErifereti wecitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vomunun'una wake Esheki vaiva: Uramu dangwe rake, Jeushi mwanakomana wake wechipiri naErifereti wechitatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vomunun'una wake Asheki: ndiUramu dangwe rake wechipiri ndiJeushi wechitatu ndiErifereti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaEsheki munun'una wake: Urami mwanakomana wake wedangwe, naJeuzi wechipiri, naErifereti wechitatu.
Shona 2009?
Vanakomana vaEsheki munun'una wake: Urami mwanakomana wake wedangwe, naJeuzi wechipiri, naErifereti wechitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaEsheki munun'una wake: Urami mwanakomana wake wedangwe, naJeuzi wechipiri, naErifereti wechitatu.