1 Chronicles 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naNaamani, naAhiya, naGera, iye akaʋatapa; akaɓereka Uza naAhihudi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naamani, Ahifa naGera, uyo akavadzinga uya aiva baba vaUza naArihudhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwaiti Naamani naAhiya naGera anonziwo Hegiramu baba waUza naAhihudhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naNaamani, naAhiya, naGera, iye akavatapa; akabereka Uza naAhihudhi.
Shona 2009?
naNaamani, naAhiya, naGera, iye akavatapa; akabereka Uza naAhihudhi.
Shona SUB 2002 Bible
naNaamani, naAhiya, naGera, iye akavatapa; akabereka Uza naAhihudhi.