1 Chronicles 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naAzaria, mŋanakomana waHirkia, mŋanakomana waMeshurami, mŋanakomana waZadoki, mŋanakomana waMerayoti, mŋanakomana waAhitubi, mukuru paimba yaMŋari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Azaria mwanakomana waHirikia, mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waZadhoki, mwanakomana waMerayoti, mwanakomana waAhitubhi, mubati mukuru muimba yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya Azariya mwanakomana waHirikiya mwana waMeshuramu mwanakomana waZadhoki mwana mukomana waMerayoti mwanakomana waAhitubhu mukuru mukuru wapamba paMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naAzaria, mwanakomana waHirikia, mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waZadhoki, mwanakomana waMerayoti, mwanakomana waAhitubhi, mukuru paimba yaMwari,
Shona 2009?
naAzaria, mwanakomana waHirikia, mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waZadhoki, mwanakomana waMerayoti, mwanakomana waAhitubhi, mukuru paimba yaMwari,
Shona SUB 2002 Bible
naAzaria, mwanakomana waHirikia, mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waZadhoki, mwanakomana waMerayoti, mwanakomana waAhitubhi, mukuru paimba yaMwari,