1 Chronicles 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nehama dzaʋo, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo ʋakaȿika curu cimŋe namazana manomŋe namakumi matanhatu; ʋarume ʋanesimba kwaɀo noʋumhare paɓasa rokushumira paimba yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista, vaiva vakuru vemhuri, vaisvika chiuru namazana manomwe namakumi matanhatu. Vose vaiva varume vaikwanisa uye vaibata basa rokushumira muimba yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzavo vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo vaiva chiuru chimwechete namazana manomwe ana makumi matanhatu vari vanhu vainyatsoziva kwazvo basa romumba yaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nehama dzavo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo vakasvika chiuru chimwe namazana manomwe namakumi matanhatu; varume vane simba kwazvo noumhare pabasa rokushumira paimba yaMwari.
Shona 2009?
nehama dzavo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo vakasvika chiuru chimwe namazana manomwe namakumi matanhatu; varume vane simba kwazvo noumhare pabasa rokushumira paimba yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
nehama dzavo, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo vakasvika chiuru chimwe namazana manomwe namakumi matanhatu; varume vane simba kwazvo noumhare pabasa rokushumira paimba yaMwari.