1 Chronicles 9:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaʋaRevi: Shemaya mŋanakomana waHashubi, mŋanakomana waAzrikami, mŋanakomana waHashabia, waʋanakomana ʋaMerari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaRevhi: Shemaya mwanakomana waHashubhi, mwanakomana waAzirikami, mwanakomana waHashabhia, muMerari;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vaRevhi: kwaiti Shemaya mwanakomana waHashubhu mwanakomana waAzirikamu aberekwa naHashabhiya wechizvarwa chokwaMerari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VavaRevhi: Shemaya mwanakomana waHashubhi, mwanakomana waAzirikami, mwanakomana waHashabhia, wavanakomana vaMerari;
Shona 2009?
VavaRevhi: Shemaya mwanakomana waHashubhi, mwanakomana waAzirikami, mwanakomana waHashabhia, wavanakomana vaMerari;
Shona SUB 2002 Bible
VavaRevhi: Shemaya mwanakomana waHashubhi, mwanakomana waAzirikami, mwanakomana waHashabhia, wavanakomana vaMerari;