1 Chronicles 9:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naBakbakari, naHoreshi, naGarari, naMatania mŋanakomana waMika, mŋanakomana waZikri, mŋanakomana waAsafi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhakibhaka, Hereshi, Garari naMatania mwanakomana waMika, mwanakomana waZikiri, mwanakomana waAsafi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya Bhakibhakari naHereshi naGararu naMataniya mwanakomana waMika mwanakomana waZikiri mwanakomana waAsafu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naBhakibhakari, naHoreshi, naGarari, naMatania mwanakomana waMika, mwanakomana waZikiri, mwanakomana waAsafi;
Shona 2009?
naBhakibhakari, naHoreshi, naGarari, naMatania mwanakomma waMika, mwanakomana waZikiri, mwanakomana waAsafi;
Shona SUB 2002 Bible
naBhakibhakari, naHoreshi, naGarari, naMatania mwanakomana waMika, mwanakomana waZikiri, mwanakomana waAsafi;