1 Chronicles 9:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naObadia mŋanakomana waShemaya, mŋanakomana waGarari, mŋanakomana waJedutuni; naBerekia mŋanakomana waAsa, mŋanakomana waErkana, ʋakaŋga ʋagere pamisha yaʋaNetofati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Obhadhia mwanakomana waShemaya, mwanakomana waGarari, mwanakomana waJedhutuni; naBherekia mwanakomana waAsa, mwanakomana waErikana, vaigara mumisha yavaNetofati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti Obhadhiya mwanakomana waShemaya mwanakomana waGararu mwana waJedhutuni kwouyawo Bherekiya mwanakomana waAsa mwana mukomana waErikana aigara mumisha yokwaNetofa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naObhadhiya mwanakomana waShemaya, mwanakomana waGarari, mwanakomana waAsa, mwanakomana waErikana, vakanga vagere pamisha yavaNetofati.
Shona 2009?
naObhadhiya mwanakomana waShemaya, mwanakomana waGarari, mwanakomana waAsa, mwanakomana waErikana, vakanga vagere pamisha yavaNetofati.
Shona SUB 2002 Bible
naObhadhiya mwanakomana waShemaya, mwanakomana waGarari, mwanakomana waAsa, mwanakomana waErikana, vakanga vagere pamisha yavaNetofati.