1 Chronicles 9:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pinehasi mŋanakomana waEreazari waiʋa murairi waʋo kare, Jehova akaʋa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva dzapakutanga Finehasi mwanakomana waEreazari ndiye aiva mukuru wavatariri vamasuo, uye Jehovha aiva naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Finehasi mwanakomana waEreazari ndiye akanga ariye mutungamiriri wavo kareko, Tenzi ainaye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pinehasi mwanakomana waEriazari aiva murairi wavo kare, Jehovha akava naye.
Shona 2009?
Pinehasi mwanakomana waEriazari aiva murairi wavo kare, Jehovha akava naye.
Shona SUB 2002 Bible
Finiasi mwanakomana waEriazari aiva murairi wavo kare, Jehovha akava naye.