1 Chronicles 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hama dzaʋo pamisha yaʋo ʋaifanira kuʋuya ŋguʋa dzose kana mazuʋa manomŋe apera, kuzogara naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanun'una vavo mumisha yavo vaiuya nguva nenguva vachizogoverana mabasa avo vachiita madzoro amazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hama dzavo dzokumusha kwavo dzaipota dzichiravana kuuya nguva nenguva kwamazuva manomwe kuzombova navo pabasa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hama dzavo pamisha yavo vaifanira kuuya nguva dzose kana mazuva manomwe apera, kuzogara navo.
Shona 2009?
Hama dzavo pamisha yavo vaifanira kuuya nguva dzose kana mazuva manomwe apera, kuzogara navo.
Shona SUB 2002 Bible
Hama dzavo pamisha yavo vaifanira kuuya nguva dzose kana mazuva manomwe apera, kuzogara navo.