1 Chronicles 9:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋatariri ʋanna ʋakuru ʋemikoʋa, ʋakaŋga ʋari ʋaRevi, ʋaiʋa paɓasa iri rakatarwa, ʋaitarira makamuri neɀiʋigiro ɀefuma paimba yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakuru vana pakati pavatariri vamasuo, vaiva vaRevhi, vakapiwa basa rokuchengetedza makamuri namatura epfuma muimba yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaivapo ndechokuti vachengetedzi vana vokumusuo vakanga vari vakuru vakuru vokwaRevhi vaiona nezvedzimba dzepo noupfumi hwepamba yaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vatariri vana vakuru vemikova, vakanga vari vaRevhi, vaiva pabasa iri rakatarwa, vaitarira makamuri nezvivigiro zvepfuma paimba yaMwari.
Shona 2009?
Nokuti vatariri vana vakuru vemikova, vakanga vari vaRevhi, vaiva pabasa iri rakatarwa, vaitarira makamuri nezvivigiro zvefuma paimba yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vatariri vana vakuru vemikova, vakanga vari vaRevhi, vaiva pabasa iri rakatarwa, vaitarira makamuri nezvivigiro zvepfuma paimba yaMwari.