1 Chronicles 9:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋaʋo ʋaifanira kutarira midziyo yokushumira nayo; nokuti yaipinzwa iciʋereŋgwa, ʋuye yaiɓuɗiswa iciʋereŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vavo vaiva nebasa rokuchengetedza midziyo yaishandiswa muTemberi; vaiiverenga ichibuda voiverengazve yodzorerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vavo ndivo vaichengeta midziyo yaishandiswamo nokuti vainzi vaiverenge payaitorwa nepayaidzoswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vavo vaifanira kutarira midziyo yokushumira nayo; nokuti yaipinzwa ichiverengwa, uye yaibudiswa ichiverengwa.
Shona 2009?
Vamwe vavo vaifanira kutarira midziyo yokushumira nayo; nokuti yaipinzwa ichiverengwa, uye yaibudiswa ichiverengwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vavo vaifanira kutarira midziyo yokushumira nayo; nokuti yaipinzwa ichiverengwa, uye yaibudiswa ichiverengwa.