1 Chronicles 9:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋamŋe ʋaʋo ɀe ʋakaŋga ʋakagadzwa kuti ʋatarire nhumbi nemidziyo yose nenɀimbo tȿene, noʋupfu bgakatsetseka, newaini, namafuta, neɀinonhuwira, nemiti inonhuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vakapiwa basa rokuti vachengetedze nhumbi nemimwe midziyo yose yapanzvimbo tsvene pamwe chete noupfu hwakatsetseka newaini, namafuta, nezvinonhuwira nemiti inonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwewo vavo vakaiswa pakuona nezvemimwe midziyo yemo nemidziyo yose inoera uyewo nezvoupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa newaini namafuta eorivhi norusenzi netwokubikisa tunonhuwirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vamwe vavozve vakanga vakagadzwa kuti vatarire nhumbi nemidziyo yose nenzvimbo tsvene, noupfu hwakatsetseka, newaini, namafuta, nezvinonhuwira, nemiti inonhuwira.
Shona 2009?
Vamwe vavozve vakanga vakagadzwa kuti vatarire nhumbi nemidziyo yose nenzvimbo tsvene, noupfu hwakatsetseka, newaini, namafuta, nezvinonhuhwira, nemiti inonhuhwira.
Shona SUB 2002 Bible
Vamwe vavozve vakanga vakagadzwa kuti vatarire nhumbi nemidziyo yose nenzvimbo tsvene, noupfu hwakatsetseka, newaini, namafuta, nezvinonhuwira, nemiti inonhuwira.