1 Chronicles 9:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋamŋe ʋehama dzaʋo, ʋaʋana ʋaKora, ʋaifanira kutarira ɀiŋgwa ɀokuratidza, kuɀigadzira saɓata rimŋe nerimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vehama dzavo vaKohati vakapiwa basa rokubika chingwa chaizoiswa patafura pamaSabata ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouyawo dzimwe hama dzavo dzokwaKohati ndidzo dzaiona nezvechingwa chokuisa pana Mwari nokubika chingwa cheSabata yoga yoga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navamwe vehama dzavo, vavana vaKora, vaifanira kutarira zvingwa zvokuratidza, kuzvigadzira Sabata rimwe nerimwe.
Shona 2009?
Navamwe vehama dzavo, vavana vaKora, vaifanira kutarira zvingwa zvokuratidza, kuzvigadzira Sabata rimwe nerimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Navamwe vehama dzavo, vavana vaKora, vaifanira kutarira zvingwa zvokuratidza, kuzvigadzira Sabata rimwe nerimwe.