1 Chronicles 9:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ndiʋo ʋaimbi, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋaRevi, ʋaigara mumakamuri ʋasiŋgaɓati ɀimŋe; nokuti ʋaiɓate‐ɓasa raʋo masikati noʋusiku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vaiva vaimbi, vakuru vemhuri dzavaRevhi, vaigara mumakamuri omuTemberi uye vaisaita mamwe mabasa ose nokuti vaifanira kuita basa iri masikati nousiku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino paitiwo vaimbi ivava vaiva vatungamiriri vedzimhuri dzokwavo dzokwaRevhi vachigara mudzimba dzepaTemberi vasina rimwe basa ravaiita nokuti basa ravo vairiita siku nesikati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye ndivo vaimbi, vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi, vaigara mumakamuri vasingabati zvimwe; nokuti vaibata basa ravo masikati nousiku.
Shona 2009?
Uye ndivo vaimbi, vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi, vaigara mumakamuri vasingabati zvimwe; nokuti vaibata basa ravo masikati nousiku.
Shona SUB 2002 Bible
Uye ndivo vaimbi, vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi, vaigara mumakamuri vasingabati zvimwe; nokuti vaibata basa ravo masikati nousiku.