1 Chronicles 9:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaBenjamini: Saru, mŋanakomana waMeshrami, mŋanakomana waHodavia, mŋanakomana waHasenua.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaBhenjamini: Saru mwanakomana waMeshurami, mwanakomana waHodhavhia, mwanakomana waHasenua;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaBhenjamini: kunoti Sharu mwanakomana waMeshuramu mwana waHodhavhiya mwanakomana waHasenua
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaBhenjamini: Saru, mwanakomana waMeshirami, mwanakomana waHodhavia, mwanakomana waHasenua.
Shona 2009?
Vanakomana vaBhenjamini: Saru, mwanakomana waMeshirami, mwanakomana waHodhavhia, mwanakomana waHasenua.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaBhenjamini: Saru, mwanakomana waMeshirami, mwanakomana waHodhavia, mwanakomana waHasenua.