1 Chronicles 9:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaIbneya, mŋanakomana waJehorami, naEra mŋanakomana waUzi, mŋanakomana waMikri, naMeshurami mŋanakomana waShefatia, mŋanakomana waReueri, mŋanakomana waIbniya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ibhineya mwanakomana waJerohami; Era mwanakomana waUzi, mwanakomana waMikiri naMeshurami mwanakomana waShefatia, mwanakomana waReueri, mwanakomana waIbhiniya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya Ibhuneya mwanakomana waJerohamu uyewo Era mwanakomana waUzi mwana waMikiri kwoti Meshuramu mwanakomana waShefatiya mwana waRueri mwanakomana waIbhuniya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaIbheneya, mwanakomana waJehorami, naEra mwanakomana waUzi, mwanakomana waMikiri, naMeshurami mwanakomana waShefatia, mwanakomana waReueri, mwanakomana waIbhiniya;
Shona 2009?
Nalbheneya, mwanakomana waJehorami, naEra mwanakomana waUzi, mwanakomana waMikiri, naMeshurami mwanakomana waShefatia, mwanakomana waReueri, mwanakomana waIbhiniya;
Shona SUB 2002 Bible
NaIbheneya, mwanakomana waJehorami, naEra mwanakomana waUzi, mwanakomana waMikiri, naMeshurami mwanakomana waShefatia, mwanakomana waReueri, mwanakomana waIbhiniya;