1 Corinthians 1:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinoʋoŋga Mŋari, kuti handina‐kubapatidza mumŋe wenyu, asi Krispo naGayo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinovonga Mwari kuti handina kubhabhatidza kana mumwe wenyu, kunze kwaKrispo naGayosi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinotenda Mwari kuti handina mumwe wenyu wandakaombeka kusiya Krisiposi naGayosi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinovonga Mwari, kuti handina kubhabhatidza mumwe wenyu, asi Kirisipo naGayo;
Shona 2009?
Ndinovonga Mwari, kuti handina kubhabhatidza mumwe wenyu, asi Krispo naGayo;
Shona SUB 2002 Bible
Ndinovonga Mwari, kuti handina kubhabhatidza mumwe wenyu, asi Kirisipo naGayo;