1 Corinthians 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakabapatidza ʋo ʋeimba yaStefana; asi ʋamŋe, handiziʋi kana ndakabapatidza mumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hongu, ndakabhabhatidzawo veimba yaStefanasi; kunze kwaivavo, handirangariri kana ndakabhabhatidzazve mumwe munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ehe, ndakaombekawo vemhuri yaStefanosi. Kunze kwaivava, hameno kana pano mumwezve wandakaombeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakabhabhatidzawo veimba yaSitefana; asi vamwe, handizivi kana ndakabhabhatidza mumwe.
Shona 2009?
Ndakabhabhatidzavo veimba yaStefana; asi vamwe, handizivi kana ndakabhabhatidza mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakabhabhatidzawo veimba yaSitefana; asi vamwe, handizivi kana ndakabhabhatidza mumwe.