1 Corinthians 1:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Kristu haana‐kundituma kubapatidza, asi kuti ndiparidze Evaŋgeri; ndisiŋgaiti nenjere dzamashoko, kuti mucinjikwa waKristu urege kukoneswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti Kristu haana kundituma kuti ndinobhabhatidza asi kuti ndinoparidza vhangeri, kwete namashoko ouchenjeri hwavanhu, kuti muchinjikwa waKristu urege kupedzwa simba rawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti Kristu haana kundituma kuzoombeka asi kuzoparidza Shoko Rakanaka uye kwete namazwi oungwaru kuti muchinjikwa waKristu urege kutorerwa simba rawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Kristu haana kundituma kubhabhatidza, asi kuti ndiparidze Vhangeri; ndisingaiti nenjere dzamashoko, kuti muchinjikwa waKristu urege kukoneswa.
Shona 2009?
Nokuti Kristu haana kundituma kubhabhatidza, asi kuti ndiparidze evhangeri; ndisingaiti nenjere dzamashoko, kuti muchinjikwa waKrsitu urege kukoneswa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Kristu haana kundituma kubhabhatidza, asi kuti ndiparidze Vhangeri; ndisingaiti nenjere dzamashoko, kuti muchinjikwa waKristu urege kukoneswa.