1 Corinthians 1:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwakanyorwa kucinzi: Ndicaparadza ʋucenjeri bgaʋakacenjera, Ndicakonesa kuziʋa kwaʋanoziʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: “Ndichaparadza uchenjeri hwavakachenjera; ndichakonesa kuziva kwavanoziva.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvakanyorwa zvichinzi, “Ndichaparadza ungwaru hwavakachenjera uye ndichashaisa maturo ruzivo rwavazivi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwakanyorwa kuchinzi, “Ndichaparadza uchenjeri hwavakachenjera, Ndichakonesa kuziva kwavanoziva.”
Shona 2009?
Nokuti kwakanyorwa kuchinzi: Ndichaparadza vuchenjeri bwavakachenjera, Ndichakonesa kuziva kwavanoziva.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwakanyorwa kuchinzi, “Ndichaparadza uchenjeri hwavakachenjera, Ndichakonesa kuziva kwavanoziva.”