1 Corinthians 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kukereke yaMŋari iri paKorinte, kunaʋakaitwa ʋatȿene munaKristu Jesu, ʋakaɗanwa kuti ʋaʋe ʋatȿene pamŋe cete naʋose ʋanoɗana pose‐pose zita raJesu Kristu, Ishe weɗu, waʋo noweɗu:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kukereke yaMwari iri muKorinde, kuna vaya vakaitwa vatsvene muna Kristu Jesu uye vakadanwa kuti vave vatsvene pamwe chete navose vari kwose kwose vanodana kuzita raIshe wedu Jesu Kristu, Ishe wavo nowedu:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
imi vesangano raMwari riri kuKorinde, rinemi vanhu vakaitwa vatsvene muna Kristu Jesu, imi makadaidzwa kuva varurami pamwechete navose vanodaidzira kose kose muzita raTenzi wedu Jesu Kristu, Tenzi wavo neweduwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kukereke yaMwari iri muKorinde, kuna vakaitwa vatsvene muna Kristu Jesu, vakadanwa kuti vave vatsvene pamwechete navose vanodana pose-pose zita raJesu Kristu, Ishe wedu, wavo nowedu:
Shona 2009?
kukereke yaMwari iri paKorinde, kunavakaitwa vatsvene munaKristu Jesu, vakadamwa kuti vave vatsvene pamwe chete navose vanodana pose-pose zita raJesu Kristu, Ishe wedu, wavo nowedu:
Shona SUB 2002 Bible
kuchechi yaMwari iri muKorinde, kuna vakaitwa vatsvene muna Kristu Jesu, vakadanwa kuti vave vatsvene pamwechete navose vanodana pose pose zita raJesu Kristu Ishe wedu, wavo nowedu.