1 Corinthians 1:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kunaʋakaɗanwa, ʋaJuda naʋaGiriki, Kristu isimba raMŋari, noʋucenjeri bgaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kuna avo vakadanwa naMwari, zvose vaJudha navaGiriki, Kristu isimba raMwari nouchenjeri hwaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna vakadaidzwa zvavo, vangave vaJudha kana vaGiriki, tinoparidza Kristu, iye simba raMwari noungwaru hwaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kuna vakadanwa, vaJudha navaGiriki, Kristu isimba raMwari, nouchenjeri hwaMwari.
Shona 2009?
asi kunavakadamwa, vaJudha navaGiriki Kristu isimba raMwari novuchenjeri hwaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
asi kuna vakadanwa, vaJudha navaGiriki, Kristu isimba raMwari, nouchenjeri hwaMwari.