1 Corinthians 1:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi Mŋari wakatsaura ɀinhu ɀoʋupenzi ɀenyika, kuti anyadzise ʋakacenjera; Mŋari wakatsaura ɀinhu ɀisinesimba ɀenyika, kuti anyadzise iɀo ɀinesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari akasarudza zvinhu zvoupenzi zvenyika ino kuti anyadzise vakachenjera; Mwari akasarudza zvisina simba zvenyika ino kuti anyadzise vane simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mwari akasarudza vanoonekwa nenyika samazungairwa kuti anyadzise vangwaru. Mwari akasarudza vanoonekwa nenyika savasina simba kunyadzisa vakasimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi Mwari akatsaura zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise izvo zvine simba;
Shona 2009?
asi Mwari wakatsaura zvinhu zvovupenzi zvenyika, kuti anyadzise vakachenjera; Mwari wakatsaura zvinhu zvinozvidzwa zvenyika, kuti anyadzise izvo zvinesimba;
Shona SUB 2002 Bible
asi Mwari akatsaura zvinhu zvisina simba zvenyika, kuti anyadzise izvo zvine simba;