1 Corinthians 1:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari wakatsaura ɀinhu ɀinoɀidzwa ɀenyika, neɀinoshoʋorwa, neɀinhu ɀisi’po, kuti ashaise ɀiri’po simba raɀo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akasarudza zvinhu zvakazvidzwa zvenyika ino uye zvinhu zvakazvidzwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashayise simba zvinhu zviripo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akasarudza vanoonekwa savapasi pasi navanhu vakazvidzika panyika kuti zvinonzi ndizvo zvinhu kwazvo zvive zvenhando
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akatsaura zvinhu zvinozvidzwa zvenyika, nezvinoshorwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashayise zviripo simba razvo,
Shona 2009?
Mwari wakatsaura zvinhu zvinozidzwa zvenyika, nezvinoshovorwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashaise zviripo simba razvo,
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akatsaura zvinhu zvinozvidzwa zvenyika, nezvinoshorwa, nezvinhu zvisipo, kuti ashayise zviripo simba razvo,