1 Corinthians 1:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti kurege kuʋa nenyama iŋgaɀikudza pamberi paMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti kurege kuva nomunhu angazvikudza pamberi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitirawo kuti pashaye munhu anozvikudza pamberi paMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti kurege kuva nomunhu angazvikudza pamberi paMwari.
Shona 2009?
kuti kurege kuva nenyama ingazvikudza pamberi paMwari.
Shona SUB 2002 Bible
kuti kurege kuva nomunhu angazvikudza pamberi paMwari.