1 Corinthians 1:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi naye muri munaKristu Jesu, iye wakatiitirwa isu ʋucenjeri bgunobva kunaMŋari, nokururama, noʋutȿene, norudzikinuro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwake, imi muri muna Kristu Jesu, uyo akava kwatiri uchenjeri hunobva kuna Mwari, iko kururama, noutsvene uye norudzikinuro rwedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuna Mwari ndiko kunobva upenyu hwenyu muna Kristu Jesu waakaita kuti ave ndiye ungwaru hwedu, uye kuti ave ndiye anotiruramisa, anotiita vatsvene nokuva rudzikinuro rwedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi naye muri muna Kristu Jesu, iye akatiitirwa isu uchenjeri hunobva kuna Mwari, nokururama, noutsvene, norudzikinuro.
Shona 2009?
Asi naye muri munaKristu Jesu, iye wakatiitirwa isu vuchenjeri bwunobva kunaMwari, nokururama, nokuitwa vatsvene, norudzikinuro.
Shona SUB 2002 Bible
Asi naye muri muna Kristu Jesu, iye akatiitirwa isu uchenjeri hunobva kuna Mwari, nokururama, noutsvene, norudzikinuro.