1 Corinthians 1:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti makafumiswa paɀose maari, pakutaura kwose, napakuziʋa kwose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti maari makapfumiswa pazvinhu zvose, mukutaura kwenyu kwose uye nomuruzivo rwenyu rwose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti muna zvose makapfumiswa maari zvokuti munogona kutaura uye munoziva zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti makapfumiswa pazvose maari, pakutaura kwose, napakuziva kwose;
Shona 2009?
kuti makafumiswa pazvose maari, pakutaura kose, napakuziva kose;
Shona SUB 2002 Bible
kuti makapfumiswa pazvose maari, pakutaura kwose, napakuziva kwose;