1 Corinthians 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ndiye wakatendeka, wamakaɗanwa naye kuyanana noMŋanakomana wake, Jesu Kristu, Ishe weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari, iye akakudanai kuti muwadzane noMwanakomana wake Jesu Kristu Ishe wedu, akatendeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akatendeka. Ndiye akakukokai kuti muve noruwadzano naMwanakomana wake Jesu Kristu Tenzi wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari ndiye akatendeka, wamakadanwa naye kuyanana noMwanakomana wake, Jesu Kristu, Ishe wedu.
Shona 2009?
Mwari ndiye wakatendeka, wamakadamwa naye kuyanana noMwanakomana wake, Jesu Kristu, Ishe wedu.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari ndiye akatendeka, wamakadanwa naye kuyanana noMwanakomana wake, Jesu Kristu, Ishe wedu.