1 Corinthians 10:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, iɀi ɀakaʋawira, kuti ʋaʋe ɀiratidzo; ɀakanyorwa kuti tinyeʋerwe isu, takaȿikirwa nokuguma kwenyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinhu izvi zvakaitika kwavari semienzaniso kwatiri uye zvikanyorwa kuti zvive yambiro kwatiri, iyesu takasvikirwa nokuzadziswa kwokuguma kwenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvakaitika kwavari seyambiro asi zvakanyorerwa kuti zvitidzidzise isu tiri panguva yamagumo apasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, izvi zvakavawira, kuti vave zviratidzo; zvakanyorwa kuti tinyeverwe isu, tikasvikirwa nokuguma kwenyika.
Shona 2009?
Zvino, zvinhu izvi zvose zvakavawira, kuti vave zviratidzo; zvakanyorwa kuti tinyeverwe isu, takasvikirwa nokuguma kwenyika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, izvi zvakavawira, kuti vave zviratidzo; zvakanyorwa kuti tinyeverwe isu, tikasvikirwa nokuguma kwenyika.