1 Corinthians 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwete, asi ndinoti iɀo ɀinoɓayirwa naʋahedeni, haʋaɀiɓayiri Mŋari, asi mŋeya yakaipa; ɀino handiɗi kuti muyanane nemŋeya yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwete, asi zvibayiro zvavahedheni zvinopiwa kumadhimoni kwete kuna Mwari, uye ini handidi kuti mugovane namadhimoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwete, zvandiri kureva ndezvizvi zvokuti zvavanopira vanopira kumweya yakaipa kwete kuna Mwari. Ini handidi kuti mudyidzane nemweya yakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwete, asi ndinoti izvo zvinobayirwa navahedheni, havazvibayiri Mwari, asi mweya yakaipa; zvino handidi kuti muyanane nemweya yakaipa.
Shona 2009?
Kwete, asi ndinoti izvo zvinobayirwa navahedheni, havazvibayirwi Mwari, asi mweya yakaipa; zvino handidi kuti muyanane nemweya yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Kwete, asi ndinoti izvo zvinobayirwa navahedheni, havazvibayiri Mwari, asi mweya yakaipa; zvino handidi kuti muyanane nemweya yakaipa.