1 Corinthians 10:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamuŋganwiri pamukombe waShe, napamukombe wemŋeya yakaipa; hamuŋgadyiri patafura yaShe napatafura yemŋeya yakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamunganwi mukombe waShe uye nomukombe wamadhimoniwo; hamungavi nomugove patafura yaShe uye napatafura yamadhimoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamunganwi mukombe waTenzi nomukombe wemweya yakaipa. Hamugoni kudya patafura yaTenzi muchizondodyirawo patafura yemweya yakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamunganwiri mumukombe waIshe, nomumukombe wemweya yakaipa; hamungadyiri patafura yaIshe napatafura yemweya yakaipa.
Shona 2009?
Hamungamwiri pamukombe waShe, napamukombe wemweya yakaipa; hamungadyiri patafura yaShe napatafura yemweya yakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Hamunganwiri mumukombe waIshe, nomumukombe wemweya yakaipa; hamungadyiri patafura yaIshe napatafura yemweya yakaipa.