1 Corinthians 10:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Idyai ɀose ɀinoteŋgwa panoteŋgeswa nyama, musingabvunzi cinhu nokuɗa kwehana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Idyai zvose zvinotengeswa pamusika wenyama musingabvunzi chinhu nokuda kwehana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unogona kudya nyama iri yose inotengeswa pamusika usingabvunzi chinhu kuitira hana yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Idyai zvose zvinotengwa panotengeswa nyama, musingabvunzi chinhu nokuda kwehana;
Shona 2009?
Idyai zvose zvinotengwa panotengeswa nyama, musingabvunzi chinhu nokuda kwehana;
Shona SUB 2002 Bible
Idyai zvose zvinotengwa panotengeswa nyama, musingabvunzi chinhu nokuda kwehana;