1 Corinthians 10:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mumŋe waʋasiŋgatendi akakukokerai kuzodya, kana mukaɗa kuenda, idyai ɀose ɀinoiswa pamberi penyu, musiŋgabvunzi cinhu nokuɗa kwehana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mumwe asingatendi akakukoka kuzodya, uye kana uchida kuenda, udye zvose zvinenge zvaiswa pamberi pako usingabvunzi mubvunzo nokuda kwehana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana mumwe munhu asiri mutendi akakukoka kundodya iwe uchikwanisa kuenda, idya chose chaanokupa usina kubvunza kuitira hana yako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mumwe wavasingatendi akakukokerai kuzodya, kana mukada kuenda, idyai zvose zvinoiswa pamberi penyu, musingabvunzi chinhu nokuda kwehana.
Shona 2009?
Kana mumwe wavasingatendi akakukokerai kuzodya, kana mukada kuenda, idyai zvose zvinoiswa pamberi penyu, musingabvunzi chinhu nokuda kwehana.
Shona SUB 2002 Bible
Kana mumwe wavasingatendi akakukokerai kuzodya, kana mukada kuenda, idyai zvose zvinoiswa pamberi penyu, musingabvunzi chinhu nokuda kwehana.