1 Corinthians 10:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana mumŋe akati kwamuri: Ici cakaɓayirwa ɀifananidzo, regai kudya nokuɗa kwaiye wakakuratidzai, ʋuye nokuɗa kwehana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana mumwe akati kwauri, “Ichi chipiriso chakabayirwa,” rega kudya, nokuda kwaiye akuratidza, uye nokuda kwehana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe munhu akati kwauri ichi chakapirwa sechibayiro, pakadaro apo, pamusana pomunhu akutaurira, uye kuitirawo hana,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana mumwe akati kwamuri, “Ichi chakabayirwa zvifananidzo,” regai kudya nokuda kwaiye akakuratidzai, uye nokuda kwehana;
Shona 2009?
Asi kana mumwe akati kwamuri: Ichi chakabayirwa zvifananidzo, regai kudya nokuda kwaiye wakakuratidzai, uye nokuda kwehana;
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana mumwe akati kwamuri, “Ichi chakabayirwa zvifananidzo,” regai kudya nokuda kwaiye akakuratidzai, uye nokuda kwehana;