1 Corinthians 10:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
handireʋi hana yako, asi yomumŋe; nokuti kusunuŋguka kwaŋgu kunotoŋgerweiko nehana yomumŋe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndinoreva hana yomumwe kwete yako. Nokuti kusununguka kwangu kungatongerweiko nehana yomumwe?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndinoreva hana yake kwete yako, rega kuchidya. Ungati, “Rusununguko rwangu rwatadziswa kusvika parunoda here pamusana pehana yomumwe?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
handirevi hana yako, asi yomumwe; nokuti kusununguka kwangu kunotongerweiko nehana yomumwe?
Shona 2009?
handirevi hana yako, asi yomumwe;nokuti kusununguka kwangu kunotongerweiko nehana yomumwe?
Shona SUB 2002 Bible
handirevi hana yako, asi yomumwe; nokuti kusununguka kwangu kunotongerweiko nehana yomumwe?