1 Corinthians 10:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana im ndicidya ndiciʋoŋga, ndiŋgagotukirweiko nokuɗa kwecinhu candinoʋoŋga pamsoro paco?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ini ndichidya ndavonga, ndingagotukirweiko nokuda kwechinhu chandavonga Mwari pamusoro pacho?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko kana ndichitenda Mwari pakudya ndinopirwei mhosva chokudya chandinodya ndatenda?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ini ndichidya ndichivonga, ndingagotukirweiko nokuda kwechinhu chandinovonga pamusoro pacho?
Shona 2009?
Kana ini ndichidya ndichivonga, ndingagotukirweiko nokuda kwechinhu chandinovonga pamusoro pacho?
Shona SUB 2002 Bible
Kana ini ndichidya ndichivonga, ndingagotukirweiko nokuda kwechinhu chandinovonga pamusoro pacho?