1 Corinthians 10:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, kana mucidya, kana mucinwa, kana muciita cinhu cipi necipi, itai ɀose kuti Mŋari akudzwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, kunyange muchidya kana kunwa, chinhu chipi nechipi chamungaita, itai zvose kuti Mwari agokudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro kunyange ukadya kana kunwa kana kuita chimwe chinhu, zviite zvose kurumbidza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, kana muchidya, kana muchinwa, kana muchiita chinhu chipi nechipi, itai zvose kuti Mwari akudzwe.
Shona 2009?
Naizvozvo, kana muchidya, kana muchimwa, kana muchiita chinhu chipi nechipi, itai zvose kuti Mwari akudzwe.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo, kana muchidya, kana muchinwa, kana muchiita chinhu chipi nechipi, itai zvose kuti Mwari akudzwe.