1 Corinthians 10:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Regai kugumbusa kana ʋaJuda, kana ʋaGiriki, kana kereke yaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musagumbusa munhu upi noupi zvake, angava muJudha, kana muGiriki kana kereke yaMwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi usakanganise vaJudha kana vaGiriki kana Sangano raMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Regai kugumbusa kana vaJudha, kana vaGiriki, kana kereke yaMwari.
Shona 2009?
Regai kugumbusa kana vaJudha, kana vaGiriki, kana kereke yaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Regai kugumbusa kana vaJudha, kana vaGiriki, kana chechi yaMwari.