1 Corinthians 10:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seni ʋo ndinofadza ʋanhu ʋose paɀinhu ɀose, ndisiŋgatȿaki ɀiŋgandiɓatsira ini, asi ɀiŋgaɓatsira ʋazhinji, kuti ʋaponeswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange sezvandinoedzawo kufadza munhu wose pazvinhu zvose. Nokuti handitsvaki zvakandinakira ini asi zvakanakira vazhinji, kuitira kuti vagoponeswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvandinoita ini kuedza kufadza vanhu vose muna zvose zvandaiita ndisingazviitire ini asi kubatsira voruzhinji kuti vaponeswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Seniwo ndinofadza vanhu vose pazvinhu zvose, ndisingatsvaki zvingandibatsira ini, asi zvingabatsira vazhinji, kuti vaponeswe.
Shona 2009?
Senivo ndinofadza vanhu vose pazvinhu zvose, ndisingatsvaki zvingandibatsira ini, asi zvingabatsira vazhinji, kuti vaponeswe.
Shona SUB 2002 Bible
Seniwo ndinofadza vanhu vose pazvinhu zvose, ndisingatsvaki zvingandibatsira ini, asi zvingabatsira vazhinji, kuti vaponeswe.