1 Corinthians 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋose ʋakanwa ɀokunwa ɀimŋe ɀomŋeya; nokuti ʋakanwa paɗombo romŋeya rakaʋateʋera; ɗombo iro rakaŋga riri Kristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vose vakanwa zvokunwa zvimwe chete zvomweya; nokuti vakanwa kubva padombo romweya rakafamba navo, uye dombo iri raiva Kristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dombo iroro raiva Kristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vose vakanwa zvokunwa zvimwe zvomweya; nokuti vakanwa padombo romweya rakavatevera; dombo iro rakanga riri Kristu.
Shona 2009?
vose vakamwa zvokumwa padombo romweya rakavatevera; dombo iro rakanga riri Kristu.
Shona SUB 2002 Bible
vose vakanwa zvokunwa zvimwe zvomweya; nokuti vakanwa padombo romweya rakavatevera; dombo iro rakanga riri Kristu.