1 Corinthians 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ɀinhu iɀi ɀakaŋga ɀiri ɀiratidzo kwatiri, kuti isu tirege kuciʋa ɀakaipa, seɀaʋakaciʋa iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, zvinhu izvi zvakanga zviri semienzaniso kwatiri, kuti tirege kuisa mwoyo yedu pazvinhu zvakaipa sezvavakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino izvi zvinotiyambira kuti tirege kudokwairira zvakaipa sezvavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, zvinhu izvi zvakanga zviri zviratidzo kwatiri, kuti isu tirege kuchiva zvakaipa, sezvavakachiva ivo.
Shona 2009?
Zvino, zvinhu izvi zvakanga zviri zviratidzo kwatiri, kuti isu tirege kuchiva zvakaipa, sezvavakachiva ivo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, zvinhu izvi zvakanga zviri zviratidzo kwatiri, kuti isu tirege kuchiva zvakaipa, sezvavakachiva ivo.