1 Corinthians 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi regai kunamata ɀifananidzo, saʋamŋe ʋaʋo; seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ʋanhu ʋakagara pasi pakudya nokunwa, ʋakamuka kuti ʋatambe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musanamata zvifananidzo, sezvakaita vamwe vavo; sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Vanhu vakagara pasi vakadya, vakanwa, uye vakasimuka kuti vatambe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musanamate vamwari vasirivo sezvakaita vamwe vavo. Ndokusaka zvakanyorwa zvichinzi: “Vanhu vakagara pasi vachidya nokunwa vakasimuka votamba.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi regai kunamata zvifananidzo, savamwe vavo; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Vanhu vakagara pasi pakudya nokunwa, vakamuka kuti vatambe.”
Shona 2009?
imwi regai kunamata zvifananidzo, savamwe vavo; sezvazvakanyorwa, zvichinzi: Vanhu vakagara pasi pakudya nokumwa, vakasimuka kuti vatambe.
Shona SUB 2002 Bible
Imi regai kunamata zvifananidzo, savamwe vavo; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Vanhu vakagara pasi pakudya nokunwa, vakamuka kuti vatambe.”